#الإيمان_بالملائكة VaMuslim vanodavira kuvapo kwengirozi uye kuti zvisikwa zvinokudzwa. Ngirozi dzinonamata Mwari oga, dzinomuteerera, uye dzinoita nemurayiro Wake chete. Pakati pengirozi pana Gabrieri, uyo akaburutsira Korani kuna Muhammad.