2.Munamato Salah VaMuslim vanoita minamato mishanu pazuva. Munamato wega wega hautore anopfuura maminetsi mashoma kuita. Munamato muIslam ibatanidzo yakananga pakati pemunamati naMwari. Hakuna murevereri pakati paMwari neanonamata. Mumunyengetero, munhu anonzwa mufaro womukati, rugare, uye nyaradzo, uye kuti Mwari anofadzwa naye.