| Zvakanakira kutendeukira kuIslam 💕 1- Mukova weParadhiso Isingaperi: Musiki wedu Samasimba anoti: {Uye ipai mashoko akanaka kune avo vanotenda uye nekuita mabasa akarurama kuti vachave neminda [muParadhiso] iyo pasi payo panoyerera nzizi ...} [Qur'an 2:25]. Kana ukapinda muParadhiso, unoda kurarama upenyu hunofadza zvikuru husina chirwere, marwadzo, rusuruvaro, kana kuti rufu; Mwari anoda kufadzwa newe; uye unoda kugaramo nokusingaperi.

2- Mufaro chaiwo uye rugare rwemukati runogona kuwanikwa chete mukunamata Musiki.
3- Ruponeso kubva kuGehena remoto Asingatendi, haazove nemumwe mukana wekudzoka munyika ino kuti atende.
4- Kukanganwirwa Kwezvivi Zvose Zvakapfuura
Ichi ndicho chipo chinopihwa naAllah kune vese vatsva vechiMuslim. Zvivi zvako zvese zvicharegererwa , uye uchatanga hupenyu hutsva hwakachena .
5- Yakananga Kubatana neMusiki wedu Wemasimbaose (kure nemurevereri chero upi zvake): Islam hukama pakati pedu neMusiki wedu Samasimba