#الإيمان_باليوم_الآخر VaMuslim vanotenda muZuva reKutongwa (Zuva reKumuka) apo vanhu vese vachamutswa kuti vatongerwe Mwari maererano nezvavanotenda uye nemabasa avo. Rimwe zuva nyika ino ichasvika kumagumo, uye Mwari achamutsa vanhu vese vakafa kubva pakutanga kwenguva kusvika kumagumo, uye achatonga mumwe nemumwe wedu mutongo wakarurama, Maererano neIslam vanhu vakaponeswa chete ndivo avo aiva nokutenda muna Mwari mumwe wechokwadi bedzi (asina vasonganiri), uye akazviisa pasi pokuda kwake, nokuita mirairo yake nedzidziso izvo zvikurukuru zviri tsika.